Acts 21:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isu takati tapedza rwendo ticibva Tire, tikaȿika Toremai, tikakwazisa hama, ndokuswera zuʋa rimŋe naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takapfuurira mberi norwendo rwedu tichibva kuTire tikandoburuka chikepe paToremai, patakakwazisana nehama tikagara zuva rimwe chete navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rwendo rwedu rwokubva kuTire rwakapera nokusvika kwatakaita kuToremaisi. Takakwazisa vehama tikagara navo zuva rimwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isu takati tapedza rwendo tichibva Tire, tikasvika Toremai, tikakwazisa hama, ndokuswera zuva rimwe navo.
Shona 2009?
Isu takati tapedza rwendo tichibva Tire, tikasvika Toremai, tikakwazisa hama, ndokuswera zuva rimwe navo.
Shona SUB 2002 Bible
Isu takati tapedza rwendo tichibva Taya, tikasvika Toremaisi, tikakwazisa hama, ndokuswera zuva rimwe navo.