Acts 21:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye wakaŋga anaʋakunda ʋanna, mhandara, ʋaiprofita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanga ana vanasikana vana vakanga vasati vawanikwa vaiprofita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanga ane vanasikana vana vasina kuroorwa vaiporofita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akanga ana vakunda vana, mhandara, vaiporofita.
Shona 2009?
Iye wakanga anavakunda vana, mhandara, vaiporofita.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akanga ana vakunda vana, mhandara, vaiporofita.