Acts 22:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ɀandakaŋga ndisiŋgagoni kuʋona nokupenya kweciedza ico, ndikasesedzwa noruʋoko naʋaiʋa neni, ndikaȿika Damasko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shamwari dzangu dzakandisesedza pakupinda kwangu muDhamasiko, nokuti kuvaima kwechiedza kwakanga kwandi-pofumadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvandakanga ndisisaone pamusana pokupenya hwechiedza chiya, ndakatoita zvokubatwa ruoko ndichitungamirirwa navandaiva navo ndikapinda muDhamasikusi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino zvandakanga ndisingagoni kuona nokupenya kwechiedza icho, ndikasesedzwa noruoko navaiva neni, ndikasvika Dhamasiko.
Shona 2009?
Zvino zvandakanga ndisingagoni kuvona nokupenya kwechiedza icho, ndikasesedzwa noruvoko navaiva neni, ndikasvika Dhamaseko.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino zvandakanga ndisingagoni kuona nokupenya kwechiedza icho, ndikasesedzwa noruoko navaiva neni, ndikasvika Dhamasikosi.