Acts 22:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati ʋacinzwa, kuti wotaura naʋo norurimi rweciHeberu, ʋakanyanya kunyarara. Iye akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakanzwa achitaura kwavari nechiHebheru, vakanyanya kunyarara. Ipapo Pauro akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanzwa kuti aitaura kwavari nechiHebheru vakabva vatonyarara zvikuru. Iye akati,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati vachinzwa, kuti wotaura navo norurimi rwechiHebheru, vakanyanya kunyarara. Iye akati,
Shona 2009?
Ivo vakati vachinzwa, kuti wotaura navo norurimi rwechiHebheru, vakanyanya kunyarara. Iye akati:
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati vachinzwa, kuti wotaura navo norurimi rweChiHebheru, vakanyanya kunyarara. Iye akati,