Acts 22:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akati kwandiri: Enda, ndicakutuma kure kuʋahedeni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ipapo Ishe akati kwandiri, ‘Enda, nokuti ndichakutuma kure kuvaHedheni.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akanditi, “Chibva nokuti ndichakutumira kure kure kune vechirudzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo akati kwandiri, ‘Enda, ndichakutuma kure kuvahedheni.’ ”
Shona 2009?
Ipapo akati kwandiri: Enda, ndichakutuma kure kuvahedheni.
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo akati kwandiri, ‘Enda, ndichakutuma kure kuvahedheni.’ ”