Acts 23:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Pauro wakati acitarisisa kumakurukota, akati: Ʋarume, hama, ini ndakafamba pamberi paMŋari nehana yakarurama kuȿikira zuʋa ranhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pauro akatarisisa kuDare Guru ravaJudha akati kwavari, “Hama dzangu, ini ndakaita basa rangu kuna Mwari nehana yakanaka kusvikira zuva ranhasi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pauro akanyatsotarisana nedare akati, “Hama ndakagara nehana yakachena pamberi paMwari kusvikira pari nhasi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Pauro akati achitarisisa kumakurukota, akati, “Varume, hama, ini ndakafamba pamberi paMwari nehana yakarurama kusvikira zuva ranhasi.”
Shona 2009?
Zvino Pauro wakati achitarisisa kumakurukota, akati: Varume, hama, ini ndakafamba pamberi paMwari nehana yakarurama kusvikira zuva ranhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Pauro akati achitarisisa kumakurukota, akati, “Varume, hama, ini ndakafamba pamberi paMwari nehana yakarurama kusvikira zuva ranhasi.”