Acts 23:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakati kwaedza, ʋaJuda ʋakaita raŋgano, ʋakaɀisuŋga nokupika, ʋaciti, haʋaŋgadyi kana kunwa kuȿikira ʋaʋuraya Pauro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fume mangwana vaJudha vakaita rangano vakazvisunga nemhiko kuti varege kudya kana kunwa kusvikira vauraya Pauro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakwakachena vaJudha vakaita bangano vakazvisunga nemhiko yokuti havambodya kana kunwa kusvikira vatouraya Pauro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakati kwaedza, vaJudha vakaita rangano, vakazvisunga nokupika, vachiti, havangadyi kana kunwa kusvikira vauraya Pauro.
Shona 2009?
Zvino kwakati kwaedza, vaJudha vakaita rangano, vakazvisunga nokupika, vachiti, havangadyi kana kumwa kusvikira vavuraya Pauro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakati kwaedza, vaJudha vakaita rangano, vakazvisunga nokupika, vachiti, havangadyi kana kunwa kusvikira vauraya Pauro.