Acts 23:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ʋakaenda kuʋaprista ʋakuru naʋakuru, ʋakati: Taɀisuŋga nokupika kukuru, kuti hatiŋgadyi cinhu, kuȿikira taʋuraya Pauro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaenda kuvaprista vakuru navakuru vakati, “Isu tazvisunga nemhiko kuti tirege kudya kana chinhu kusvikira tauraya Pauro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaenda kuvaPristi vakuru navakuru vakuru vakati tanyatsozvisunga nemhiko kuti hatimbodyi kusvikira tauraya Pauro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava vakaenda kuvapristi vakuru navakuru, vakati, “Tazvisunga nokupika kukuru, kuti hatingadyi chinhu, kusvikira tauraya Pauro.
Shona 2009?
Ava vakaenda kuvaprista vakuru navakuru, vakati: Tazvisunga nokupika kukuru, kuti hatingadyi chinhu, kusvikira tavuraya Pauro.
Shona SUB 2002 Bible
Ava vakaenda kuvapristi vakuru navakuru, vakati, “Tazvisunga nokupika kukuru, kuti hatingadyi chinhu, kusvikira tauraya Pauro.