Acts 23:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo akamutora, akaenda naye kumukuru wecuru camazana, akati: Pauro musuŋgwa, wakandiɗana, akakumbira, kuti ndiʋuye nejaya iri kwamuri; uneshoko raanoɗa kukuʋudzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akaenda naye kumukuru wavarwi. Mukuru wezana akati, “Pauro, musungwa uya, andidaidza akandikumbira kuti ndiuye nejaya iri, kwamuri nokuti rine zvarinoda kukuudzai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo akamutora akaenda naye kumukuru mukuru wamasoja uya akati, “Pauro musungwa uya andidana akandikumbira kuti ndiunze jaya iri kwamuri nokuti rine zvarinoda kutaura kwamuri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo akamutora, akaenda naye kumukuru wechiuru chamazana, akati, “Pauro musungwa, akandidana, akakumbira, kuti ndiuye nejaya iri kwamuri; ane shoko raanoda kukuudzai.”
Shona 2009?
Naizvozvo akamutora, akaenda naye kumutungamiri Mukuru, akati: Pauro musungwa, wakandidana akakumbira, kuti ndivuye nejaya iri kwamuri; uneshoko raanoda kukuvudzai.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo akamutora, akaenda naye kumukuru wechiuru chamazana, akati, “Pauro musungwa, akandidana, akakumbira, kuti ndiuye nejaya iri kwamuri; ane shoko raanoda kukuudzai.”