Acts 23:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: ƲaJuda ʋakatenderana Kukumbira kwamuri, kuti muɓuruse Pauro kumakurukota maŋgwana, muciita somunoɗa kunatso‐bvunzisisa mhoȿa yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “VaJudha vakatenderana kukukumbirai kuti muuyise Pauro pamberi peDare Guru ravaJudha mangwana vachiita sevanoda kunyatsobvunzisisa pamusoro pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “VaJudha varangana kuti vakukumbirei kuti mudzikise Pauro kudare mangwana sokunge vanoda kunyatsotsvagisisa mhosva yake nemazvo chaimo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “VaJudha vakatenderana kukumbira kwamuri, kuti muburuse Pauro kumakurukota mangwana, muchiita somunoda kunatsobvunzisisa mhosva yake.
Shona 2009?
Iye akati: VaJudha vakatenderana kukumbira kwamuri, kuti muburuse Pauro kumakurukota mangwana, vachiita savanoda kumubvunzisisa mhosva yake.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “VaJudha vakatenderana kukumbira kwamuri, kuti muburuse Pauro kumakurukota mangwana, muchiita somunoda kunatsobvunzisisa mhosva yake.