Acts 23:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mukuru wecuru camazana akaendisa jaya, akamuraira, aciti: Usaʋudza munhu, kuti wandiziʋisa iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukuru wavarwi akaita kuti jaya iri riende uye akamuyambira achiti, “Usaudza munhu kuti wataura izvi kwandiri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukuru mukuru wamasoja akaendesa jaya riya achiriudza kuti risataurire kana munhu zvake kuti ramuudza izvozvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mukuru wechiuru chamazana akaendesa jaya, akamurayira, achiti, “Usaudza munhu, kuti wandizivisa izvozvo.”
Shona 2009?
Naizvozvo Mutungamiri Mukuru akaendesa jaya amuraira achiti: Usavudza munhu, kuti wandizivisa izvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mukuru wechiuru chamazana akaendesa jaya, akamurayira, achiti, “Usaudza munhu, kuti wandizivisa izvozvo.”