Acts 23:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kraudio Risia, kunaFeriksi, muɓati wakakurumbira kwaɀo, kwaziwai!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kiraudhio Risia, Kuna Changamire, Mubati Ferikisi Kwaziwai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ini Kiraudiusi Risiasi, ndinokunyorerai imi vanoremekedzwa vaGavhunha Ferekisi ndichikukwazisai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kiraudhio Risiya, kuna Ferikisi, mubati wakakurumbira kwazvo, kwaziwai!
Shona 2009?
Kraudio Risia, kunaFeriksi, mubati wakakurumbira kwazvo, kwaziwai!
Shona SUB 2002 Bible
“Kiraudhio Risiya, kuna Ferikisi, mubati wakakurumbira kwazvo, kwaziwai!