Acts 23:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uyu munhu wakaɓatwa naʋaJuda, akaŋga oɗo‐kuʋurawa naʋo, ini ndikaȿika naʋarwi, ndikamurwira, ɀandakanzwa kuti muRoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murume uyu akabatwa navaJudha uye vakanga voda kumuuraya, asi ini ndakabva ndasvika navarwi vangu ndikamununura, nokuti ndakanga ndanzwa kuti muRoma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume uyu akabatwa navaJudha akanga oda kutouraiwa navo. Pandakavasvikira namasoja ndakamununura ndikanzwa kuti muRoma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyu munhu akabatwa navaJudha, akanga oda kuurawa navo, ini ndikasvika navarwi, ndikamurwira, zvandakanzwa kuti muRoma.
Shona 2009?
Uyu munhu wakabatwa navaJudha, akanga oda kuvurawa navo, ini ndikasvika navarwi, ndikamurwira, zvandakanzwa kuti muRoma.
Shona SUB 2002 Bible
Uyu munhu akabatwa navaJudha, akanga oda kuurayiwa navo, ini ndikasvika navarwi, ndikamurwira, zvandakanzwa kuti muRoma.