Acts 23:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakati ndiciɗa kuziʋa mhoȿa yaʋakamukwirira nayo, ndikamuɓurusira kumakurukota aʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakada kuziva kuti sei vakanga vachimupomera mhosva, saka ndikamuendesa kuDare ravo Guru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandainge ndichida kuziva mhosva yavaimupa ndakadzika naye kudare ravo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakati ndichida kuziva mhosva yavakamukwirira nayo, ndikamuburusira kumakurukota avo;
Shona 2009?
Zvino ndakati ndichida kuziva mhosva yavakamukwirira nayo, ndikamuburusira kumakurukota avo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakati ndichida kuziva mhosva yavakamukwirira nayo, ndikamuburusira kumakurukota avo;