Acts 23:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakati ndaʋudzwa, kuti ʋoɗa kuʋandira munhu uyu, ndikamutumira kwamuri pakarepo, ndikaraira ʋanomukwirira kuti ʋataure pamberi penyu mhoȿa yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakanyeverwa pamusoro perangano yaakanga arongerwa, ndakabva ndamutumira kwamuri pakarepo. Ndakazivisawo vapomeri vake kuti vazosvitsa kwamuri mhosva yavanomupomera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandakaziviswa kuti pane bangano rakaitirwa iye, ndabva ndamutumira kwamuri pakarepo ndichiudzawo vari kumupa mhosva kuti vataure pamberi penyu zvaakatadza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino ndakati ndaudzwa, kuti voda kuvandira munhu uyu, ndikamutumira kwamuri pakarepo, ndikarayira vanomukwirira kuti vataure pamberi penyu mhosva yake.”
Shona 2009?
Zvino ndakati ndavudzwa, kuti voda kuvandira munhu uyu, ndikamutumira kwamuri pakarepo, ndikaraira vanomukwirira kuti vataure pamberi penyu mhosva yake.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino ndakati ndaudzwa, kuti voda kuvandira munhu uyu, ndikamutumira kwamuri pakarepo, ndikarayira vanomukwirira kuti vataure pamberi penyu mhosva yake.”