Acts 23:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fume maŋgwana ʋakarega ʋataȿi ʋamabiza, kuti ʋaende naye, iʋo ʋakadzokera kuimba yaʋarwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva rakatevera, vakarega vamabhiza vachienda naye, ivo vachibva vadzokera kudzimba dzavarwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mangwana acho vakadzokera kunzvimbo inogara masoja vosiya varwi vamabhisa kuti vaende naye mberi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Fume mangwana vakarega vatasvi vamabhiza, kuti vaende naye, ivo vakadzokera kuimba yavarwi.
Shona 2009?
Fume mangwana vakarega vatasvi vamabhiza, kuti vaende naye, ivo vakadzokera kuimba yavarwi.
Shona SUB 2002 Bible
Fume mangwana vakarega vatasvi vamabhiza, kuti vaende naye, ivo vakadzokera kuimba yavarwi.