Acts 23:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaya ʋakati ʋaȿika Kesaria, ʋakapa muɓati ŋwadi, ʋakaisa ʋo Pauro pamberi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatasvi vamabhiza vakati vasvika kuKesaria, vakapa tsamba kumubati ndokubva vaisa Pauro mumaoko ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakasvika kuSezaria vasvitsa tsamba iya kuna Gavhuna vakaturira Pauro kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vaya vakati vasvika Kesaria, vakapa mubati tsamba, vakaisawo Pauro pamberi pake.
Shona 2009?
Vaya vakati vasvika Kesaria, vakapa mubati mwadhi, vakaisavo Pauro pamberi pake.
Shona SUB 2002 Bible
Vaya vakati vasvika Sizaria, vakapa mubati tsamba, vakaisawo Pauro pamberi pake.