Acts 23:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati araʋa, akabvunza kuti ndowenyika ipi; ɀino wakati anzwa kuti ndoweKirikia,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mubati akaverenga tsamba akamubvunza kuti akanga achibva kudunhu ripi. Akati aziva kuti akanga achibva kuSirisia,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakaverenga tsamba iya, akabvunza kuti anogara kudunhu ripi. Paakaziva kuti ndeweSirisia
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati arava, akabvunza kuti ndowenyika ipi; zvino akati anzwa kuti ndoweKirikia,
Shona 2009?
Wakati arava, akabvunza kuti ndowenyika ipi; zvino wakati anzwa kuti ndoweKirikia,
Shona SUB 2002 Bible
Akati arava, akabvunza kuti ndowenyika ipi; zvino akati anzwa kuti ndoweSizaria,