Acts 23:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Ndicakunzwa kwaɀo, kana ʋanokukwirira ʋaȿika ʋo; akaraira kuti aceŋgetwe mumba maHerode.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akati kwaari, “ndichazonzwa nyaya yako kana vanokupomera vasvika.” Ipapo akarayira kuti Pauro achengetwe navarindi vomumuzinda waHerodhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akati, “Ndichakunzwa kana vari kukupa mhosva vasvika.” Akati ngaachengetedzwe mumuzinda waHerodhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Ndichakunzwa kwazvo, kana vanokukwirira vasvikawo;” akarayira kuti achengetwe mumba maHerodhi.
Shona 2009?
akati: Ndichakunzwa kwazvo, kana vanokukwirira vasvikavo; akaraira kuti achengetwe mumba maHerodhe.
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Ndichakunzwa kwazvo, kana vanokukwirira vasvikawo;” akarayira kuti achengetwe mumba maHerodhi.