Acts 23:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaŋga ʋamire’po ʋakati: Ko unotuka muprista mukuru waMŋari here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaya vakanga vamire pedyo naPauro vakati, “Iwe uri kutotuka muprista mukuru waMwari nhai?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakanga vamire padyo naye vakati, “Unoda kushora mupristi mukuru waMwari here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanga vamirepo vakati, “Ko unotuka mupristi mukuru waMwari here?”
Shona 2009?
Vakanga vamirepo vakati: Ko unotuka muprista mukuru waMwari here?
Shona SUB 2002 Bible
Vakanga vamirepo vakati, “Ko unotuka Mupristi Mukuru waMwari here?”