Acts 24:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muɓati wakati amuninira, kuti ataure, Pauro akapindura, akati: Ɀandinoziʋa kuti maʋa mutoŋgi waʋanhu aʋa makore mazhinji, ndinoɀiɗaʋirira nomufaro,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mubati akati amuninira kuti ataure, Pauro akapindura, akati, “Ndinoziva kuti manga muri mutongi worudzi urwu kwamakore mazhinji; saka ndinofara kuti ndizvidavirire.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gavhuna paakamuninira kuti ataure, Pauro akapindura achiti, “Nokuziva kuti imi, kwamakore mazhinji manga muri mutongi werudzi urwu, ndinozvidzivirira ndichifara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mubati akati amuninira, kuti ataure, Pauro akapindura, akati, “Zvandinoziva kuti mava mutongi wavanhu ava makore mazhinji, ndinozvidavirira nomufaro,
Shona 2009?
Zvino mubati wakati amuninira kuti ataure, Pauro akapindura, akati: Zvandinoziva kuti mava mutongi wavanhu ava makore mazhinji, ndinozvidavirira nomufaro,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mubati akati amuninira, kuti ataure, Pauro akapindura, akati, “Zvandinoziva kuti mava mutongi wavanhu ava makore mazhinji, ndinozvidavirira nomufaro,