Acts 24:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti munzwe kuti mazuʋa acigere kupfuʋura gumi namaʋiri, kubvira paŋguʋa yandakakwira Jerusarema kundonamata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi munogona kuziva nyore nyore kuti mazuva gumi namaviri haasati atombopera kubva pandakaenda kundonamata kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvinhu zvamungatotsvakawo, hakusati kwapera mazuva anopfuura gumi namaviri kubvira pandakaenda kundonamata kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti munzwe kuti mazuva achigere kupfuura gumi namaviri, kubvira panguva yandakakwira Jerusaremu kundonamata.
Shona 2009?
nokuti munzwisise kuti mazuva achigere kupfuvura gumi namaviri, kubvira panguva yandakakwira Jerusarema kundonamata.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti munzwe kuti mazuva achigere kupfuura gumi namaviri, kubvira panguva yandakakwira Jerusaremu kundonamata.