Acts 24:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haʋana‐kundiwana ndiciita nharo mutembere nomunhu, kana kumutsa ɓope mumasinagoge kana muguta;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vapomeri vangu havana kundiwana ndichiita nharo naani zvake mutemberi, kana kumutsa bope musinagoge kana papi zvapo muguta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havana kumbondiona ndichiitirana nharo naani zvake kana kunyandutsa mhomho yavanhu muTemberi kana mumasinagogu kana muguta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Havana kundiwana ndichiita nharo mutemberi nomunhu, kana muguta;
Shona 2009?
Havana kundiwana ndichiita nharo mutembere nomunhu, kana muguta;
Shona SUB 2002 Bible
“Havana kundiwana ndichiita nharo mutemberi nomunhu, kana muguta;