Acts 24:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
haʋaŋgagoni ʋo kusimbisa kwamuri iɀo ɀaʋanondipomera naɀo ɀino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye havagoni kukubudisirai chokwadi chemhosva yavanondikwirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo havakwanisi kutaura zvingakugutsei kuratidza kuti zvavari kundipomera ndezvechokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
havangagoniwo kusimbisa kwamuri izvo zvavanondipomera nazvo zvino.
Shona 2009?
havangagonivo kusimbisa kwamuri izvo zvavanondipomera nazvo zvino.
Shona SUB 2002 Bible
havangagoniwo kusimbisa kwamuri izvo zvavanondipomera nazvo zvino.