Acts 24:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pacinhu ici ndinoidza ɀikuru kuti misi yose ndiʋe nehana isinemhoȿa kunaMŋari nokuʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndinoshingairira nguva dzose kuti hana yangu ive yakachena pamberi paMwari navanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo ndinoedza kwazvo kuchengetedza hana yangu yakachena kuna Mwari nokuna vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Pachinhu ichi ndinoedza zvikuru kuti misi yose ndive nehana isina mhosva kuna Mwari nokuvanhu.
Shona 2009?
Pachinhu ichi ndinoidza zvikuru kuti misi yose ndive nehana isinemhosva kunaMwari nokuvanhu.
Shona SUB 2002 Bible
“Pachinhu ichi ndinoedza zvikuru kuti misi yose ndive nehana isina mhosva kuna Mwari nokuvanhu.