Acts 24:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀoɀo ɀaʋakandiwana ndiciita mutembere, ndanatswa, ndisinaʋanhu ʋazhinji, kana ɓopoto;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakanga ndakazvinatsa pavakandiwana ndiri mutemberi ndichiita izvi. Pakanga pasina vanhu vazhinji vaiva neni, uye handina kumboita nyonganyonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandaiita izvi, vakandiwana muTemberi ndichipedzisa zvokuzvichenura, pasina chikwata chavanhu kana nyonganyonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndizvozvo zvavakandiwana ndichiita mutemberi, ndanatswa, ndisina vanhu vazhinji, kana bopoto;
Shona 2009?
Ndizvozvo zvavakandiwana ndichiita mutembere, ndanatswa, ndisina vanhu vazhinji, kana bopoto;
Shona SUB 2002 Bible
“Ndizvozvo zvavakandiwana ndichiita mutemberi, ndanatswa, ndisina vanhu vazhinji, kana bopoto;