Acts 24:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati aɗanwa, Terturo akataŋga kumupomera mhoȿa aciti: Ɀatinoʋona rugare rukuru nemi, norudzi urwu ɀarunoruramisirwa mhoȿa nokuɓata kwenyu kwakanaka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pauro akati adaidzwa kuti apinde, Teturo akasvitsa nyaya yake kuna Ferikisi achiti, “Isu takafadzwa nenguva refu yorugare pasi poutongi hwenyu, uye kuchenjera kwenyu kwakashandura rudzi urwu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakadaidzwa, Teturosi akatangisa kumupa mhosva akati, “Changamire, vaFerekisi nenzira yokuti nokuda kwenyu tine rugare rukuru uye nokutichengeta kwenyu zvinhu zvizhinji zviri kunatsiridzwa kurudzi rwedu urwu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati adanwa, Terituro akatanga kumupomera mhosva achiti, “Zvatinoona rugare rukuru nemi, norudzi urwu zvarunoruramisirwa mhosva nokubata kwenyu kwakanaka;
Shona 2009?
Iye akati adamwa, Terturo akatanga kumupomera mhosva achiti: Zvatinovona rugare rukuru nemi, norudzi urwu zvarunoruramisirwa mhosva nokubata kwenyu kwakanaka;
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati adanwa, Terituro akatanga kumupomera mhosva achiti, “Zvatinoona rugare rukuru nemi, norudzi urwu zvarunoruramisirwa mhosva nokubata kwenyu kwakanaka;