Acts 24:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi shoko iri ɓedzi, randakaɗanidzira, ndimire pakati paʋo, ndiciti: Ndinotoŋgwa nhasi pamsoro pokumuka kwaʋakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunze kwechinhu chimwe chete ichi chandakadanidzira ndimire pamberi pavo ndichiti, ‘Ndiri kutongwa maererano nokumuka kwavakafa; ndizvo zvaita kuti ndive pamberi penyu nhasi.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kusiya izvi zvandakadaidzira ndakamira mukati mavo zvokuti ndakati, ‘Ndiri kupinzirwa dare pamusoro pezvokumuka kwavakafa pamberi penyu nhasi uno.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi shoko iri bedzi, randakadanidzira, ndimire pakati pavo, ndichiti, ‘Ndinotongwa nhasi pamusoro pokumuka kwavakafa.’ ”
Shona 2009?
asi shoko iri bedzi, randakadanidzira, ndimire pakati pavo, ndichiti: Ndinotongwa nhasi pamusoro pokumuka kwavakafa.
Shona SUB 2002 Bible
asi shoko iri bedzi, randakadanidzira, ndimire pakati pavo, ndichiti, ‘Ndinotongwa nhasi pamusoro pokumuka kwavakafa.’ ”