Acts 24:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaraira mukuru wezana kuti Pauro aceŋgetwe, arerusirwe, ʋuye kuti ʋarege kudziʋisa mumŋe wokwake kumushumira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akarayira mukuru wezana kuti Pauro achengetwe navarindi asi asununguke uye shamwari dzake dzibvumirwe kuti dzimuvigire zvaanoda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo akaudza mutungamiri wezana kuti Pauro anofanira kuchengetedzwa ari muusungwa asi aine rusununguko rwakati kuti uye kuti hapana shamwari dzake dzinorambidzwa kumuwanisa zvinomubatsira kurarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akarayira mukuru wezana kuti Pauro achengetwe, arerusirwe, uye kuti varege kudzivisa mumwe wokwake kumushumira.
Shona 2009?
Akaraira mukuru wezana kuti Pauro achengetwe, arerusirwe, uye kuti varege kudzivisa mumwe wokwake kumushumira.
Shona SUB 2002 Bible
Akarayira mukuru wezana kuti Pauro achengetwe, arerusirwe, uye kuti varege kudzivisa mumwe wokwake kumushumira.