Acts 24:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tinoɀigamucira nemitoʋo yose napanɀimbo dzose nokuʋoŋga kukuru, imi, Feriksi wakakurumbira ɀikuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Changamire Ferikisi, izvi tinozvigamuchira nomufaro mukuru uye nemitowo yose kwose kwose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nenzira dzose uye kose kose tinogamuchira izvi nokutenda kose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tinozvigamuchira nemitoo yose napanzvimbo dzose nokuvonga kukuru, imi, Ferikisi akakurumbira zvikuru.
Shona 2009?
tinozvigamuchira nemitovo yose napanzvimbo dzose nokuvonga kukuru, imi, Feriksi wakakurumbira zvikuru.
Shona SUB 2002 Bible
tinozvigamuchira nemitoo yose napanzvimbo dzose nokuvonga kukuru, imi, Ferikisi akakurumbira zvikuru.