Acts 24:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti takaʋona kuti murume uyu wakashata kwaɀo, unomutsa ɓope paʋaJuda ʋose panyika dzose, ari mutuŋgamiriri weɓoka raʋaNazareni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Takaona kuti murume uyu akaipa, anomutsa bope pakati pavaJudha munyika yose. Ndiye mutungamiri weboka ravaNazareta
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takaona kuti munhu uyu mupesveri, anomutsa nyonganyonga pakati pavaJudha vose pasi pose uye inhungamiri yekaboka kavaNazarini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti takaona kuti murume uyu wakashata kwazvo, anomutsa bope pavaJudha vose panyika dzose, ari mutungamiriri weboka ravaNazareni.
Shona 2009?
Nokuti takavona kuti murume uyu wakashata kwazvo, unomutsa bope pavaJudha vose panyika dzose, ari mutungamiriri weboka ravaNazareni.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti takaona kuti murume uyu wakashata kwazvo, anomutsa bope pavaJudha vose panyika dzose, ari mutungamiriri weboka ravaNazareni.