Acts 24:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaʋaJuda ʋakabvumira ʋo pakumhaŋara, ʋakasimbisa kuti ɀinhu iɀoɀo ndiɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaJudha vakabvumirana nezvaakanga achipomerwa, vachisimbisa kuti zvinhu izvi zvaiva zvechokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaJudha vakatsigira kumupa mhosva vachiti ndizvo chaizvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NavaJudha vakabvumirawo pakumhan'ara, vakasimbisa kuti zvinhu izvozvo ndizvo.
Shona 2009?
NavaJudha vakabvumiravo pakumhangara, vakasimbisa kuti zvinhu izvozvo ndizvo.
Shona SUB 2002 Bible
NavaJudha vakabvumirawo pakumhan'ara, vakasimbisa kuti zvinhu izvozvo ndizvo.