Acts 25:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Pauro akati: Ndinomira pamberi pecigaro cokutoŋga caKesari, pandinofanira kutoŋgwa; handina‐kuitira ʋaJuda ɀisakarurama, seɀamunoziʋa nemi ʋo ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pauro akapindura akati, “Iye zvino ndimire pamberi pedare raKesari, munova ndimo mandinofanira kutongwa. Handina kuita chinhu chakaipa kuvaJudha, sezvamunonyatsoziva imi pachenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pauro akati, “Ndimire mudare raSiza kwandinofanira kutongwa. Handina kutadzira vaJudha, sokunyatsozviziva kwamunoita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Pauro akati, “Ndinomira pamberi pechigaro chokutonga chaKesari, pandinofanira kutongwa; handina kuitira vaJudha zvisakarurama, sezvamunoziva nemiwo zvakanaka.
Shona 2009?
Ipapo Pauro akati: Ndinomira pamberi pechigaro chokutonga chaKesari, pandinofanira kutongwa; handina kuitira vaJudha zvisakarurama, sezvamunoziva nemivo zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Pauro akati, “Ndinomira pamberi pechigaro chokutonga chaKesari, pandinofanira kutongwa; handina kuitira vaJudha zvisakarurama, sezvamunoziva nemiwo zvakanaka.