Acts 25:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mamŋe mazuʋa akati apfuʋura, mambo Agripa naBerinike ʋakaȿika Kesaria kuzokwazisa Festo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwamazuva mashoma, Mambo Agiripa naBhenisi vakasvika paKesaria kuti vandopa ruremekedzo rwavo kuna Fesitasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakati kwapera mamwe mazuva mambo Agiripa akauya naBhenisi kuSezaria kuzogamuchira Fesitusi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mamwe mazuva akati apfuura, mambo Agiripa naBherinike vakasvika Kesaria kuzokwazisa Fesito.
Shona 2009?
Zvino mamwe mazuva akati apfuvura, mambo Agripa naBernike vakasvika Kesaria kuzokwazisa Festo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mamwe mazuva akati apfuura, mambo Agiripa naBherinike vakasvika Sizaria kuzokwazisa Fesito.