Acts 25:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaprista ʋakuru naʋakuru ʋaʋaJuda ʋakamhaŋarira Pauro kwaari, ʋakamunyeŋgetera,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vaprista vakuru navakuru vavaJudha vakamira pamberi pake vakapira mhosva yaPauro kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi vakuru navakuru vakuru vaVaJudha vakamuzivisa nezvemhosva yavaipa Pauro. Vakamukumbirisa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vapristi vakuru navakuru vavaJudha vakamhan'arira Pauro kwaari vakamunyengetera,
Shona 2009?
vaprista vakuru navakuru vavaJudha vakamhangarira Pauro kwaari, vakamunyengetera,
Shona SUB 2002 Bible
vapristi vakuru navakuru vavaJudha vakamhan'arira Pauro kwaari vakamunyengetera,