Acts 25:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Agripa akati kunaFesto: Neni ndinoɗa kunzwa munhu uyu ndimene. Iye akati: Maŋgwana mucamunzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Agiripa akati kuna Fesitasi, “Ndingada kunzwa munhu uyu pachangu.” Akapindura akati, “Muchamunzwa mangwana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Agiripa akati kuna Fesetusi, “Ndingade ini pachangu kunzwa murume uyu.” Iye akati, “Muchamunzwa mangwana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Agiripa akati kuna Fesito, “Neni ndinoda kunzwa munhu uyu ndimene.” Iye akati, “Mangwana muchamunzwa.”
Shona 2009?
Ipapo Agripa akati kunaFesto; Neni ndinoda kunzwa munhu uyu ndimene. Iye akati: Mangwana muchamunzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Agiripa akati kuna Fesito, “Neni ndinoda kunzwa munhu uyu ndimene.” Iye akati, “Mangwana muchamunzwa.”