Acts 25:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kwandiri ɀakaita seɀisina‐kufanira kutuma musuŋgwa, mhoȿa dzaakakwirirwa nadzo dzisiŋgaziʋiswi ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinofunga kuti hazvina ungwaru kutumira musungwa pasina rondedzero chaiyo yemhosva yake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti kwandiri zvinhu zvisina musoro kuti nditumire musungwa ndisina kureva mhosva dzaari kupiwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kwandiri zvakaita sezvisina kufanira kutuma musungwa, mhosva dzaakakwirirwa nadzo dzisingaziviswiwo.”
Shona 2009?
Nokuti kwandiri zvakaita sezvisina kufanira kutuma musungwa, mhosva dzaakakwirirwa nadzo dzisingaziviswivo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kwandiri zvakaita sezvisina kufanira kutuma musungwa, mhosva dzaakakwirirwa nadzo dzisingaziviswiwo.”