Acts 25:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakakumbira kuti aʋafadze pamsoro pake, amuɗanire Jerusarema, kuti ʋamuʋandire ʋamuʋuraye panzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakakumbira zvikuru kuna Fesitasi, sechinhu chinofadza kwavari, kuti Pauro aendeswe kuJerusarema, nokuti vakanga vachigadzirira kumuvandira kuti vagomuuraya munzira imomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti avaitire mutsa wokuti, Pauro aunzwe kuJerusaremu ivo vaine bangano rokumuhwandira kuti vamuuraye panzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakakumbira kuti avafadze pamusoro pake, amudanire Jerusaremu, kuti vamuvandire vamuuraye panzira.
Shona 2009?
vakakumbira kuti avafadze pamusoro pake, amudanire Jerusarema, kuti vamuvandire vamuvuraye panzira.
Shona SUB 2002 Bible
vakakumbira kuti avafadze pamusoro pake, amudanire Jerusaremu, kuti vamuvandire vamuuraye panzira.