Acts 25:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Pauro akaɀiɗaʋirira, akati: Handina‐kutadzira murairo waʋaJuda, kana tembere, kana Kesari
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Pauro akazvidavirira achiti, “Ini handina kuita chinhu chakaipa pamusoro pomurayiro wavaJudha kana temberi kana Kesari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pauro, achizvidzivirira, akati, “Handina kana kutyora mutemo wavaJudha kana weTemberi kana kutadzira Siza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Pauro akazvidavirira, akati, “Handina kutadzira murayiro wavaJudha, kana temberi, kana Kesari.”
Shona 2009?
Zvino Pauro akazvidavirira, akati: Handina kutadzira murairo wavaJudha, kana tembere, kana Kesari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Pauro akazvidavirira, akati, “Handina kutadzira murairo wavaJudha, kana temberi, kana Kesari.”