Acts 25:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Festo aciɗa kufadza ʋaJuda, akapindura Pauro akati: Unoɗa here kukwira Jerusarema, undotoŋgwa’ko pamberi paŋgu pamsoro peɀinhu iɀi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fesitasi achida kufadza vaJudha, akati kuna Pauro, “Unoda here kuenda kuJerusarema kuti undomira pamberi pangu uchitongwa neni ikoko pamusoro pemhosva dzaunopomerwa idzi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokuda kufadza vaJudha akati kuna Pauro, “Unoda here kuenda kuJerusaremu kundotongwa nemhosva dzamhan'arwa kwandiri idzi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Fesito achida kufadza vaJudha, akapindura Pauro akati, “Unoda here kukwira Jerusaremu, undotongwako pamberi pangu pamusoro pezvinhu izvi?”
Shona 2009?
Zvino Festo achida kufadza vaJudha, akapindura Pauro akati: Unoda here kukwira Jerusarema, undotongwa'ko pamberi pangu pamusoro pezvinhu izvi?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Fesito achida kufadza vaJudha, akapindura Pauro akati, “Unoda here kukwira Jerusaremu, undotongwako pamberi pangu pamusoro pezvinhu izvi?”