Acts 26:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Agripa akati kunaPauro: Unotenderwa kuɀiɗaʋirira. Ipapo Pauro akatambanudza ruʋoko rwake, akaɀiɗaʋirira, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Agiripa akati kuna Pauro, “Unotenderwa kuzvidavirira.” Saka Pauro akaninira noruoko rwake akatanga kuzvidavirira achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Agiripa akati kuna Pauro, “Unobvumirwa kuzvitaurira.” Pauro akasimudza ruoko rwake akazvidavirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Agiripa akati kuna Pauro, “Unotenderwa kuzvidavirira.” Ipapo Pauro akatambanudza ruoko rwake, akazvidavirira, achiti,
Shona 2009?
Zvino Agripa akati kuna Pauro: Unotenderwa kuzvidavirira. Ipapo Pauro akatambanudza ruvoko rwake, akazvidavirira, achiti;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Agiripa akati kuna Pauro, “Unotenderwa kuzvidavirira.” Ipapo Pauro akatambanudza ruoko rwake, akazvidavirira, achiti,