Acts 26:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaɀiita ʋo paJerusarema, ndikapfigira ʋatȿene ʋazhinji mutoroŋgo, ndapiwa simba naʋaprista ʋakuru; ʋuye kana ʋaiʋurawa, neni ndaibvumira ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ndizvo chaizvo zvandakaita muJerusarema. Nemvumo yandakanga ndapiwa navaprista vakuru, ndakaisa vazhinji vavatsvene mutorongo, uye pavainge vachiurayiwa, ndaitenderana nazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ndakazviita muJerusaremu. Handina kungozaririra vazhinji vavasarudzwi vaMwari mumajeri ndichishandisa simba randakapiwa navapristi vakuru asi kuti pavaiuraiwa ndairatidza kuwirirana navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakazviitawo paJerusaremu, ndikapfigira vatsvene vazhinji mutorongo, ndapiwa simba navapristi vakuru; uye kana vaiurawa, neni ndaibvumirawo.
Shona 2009?
Ndakazviitavo paJerusarema, ndikapfigira vatsvene vazhinji mutirongo, ndapiwa simba navaprista vakuru; uye kana vaivurawa, neni ndaibvumiravo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakazviitawo paJerusaremu, ndikapfigira vatsvene vazhinji mutorongo, ndapiwa simba navapristi vakuru; uye kana vaiurayiwa, neni ndaibvumirawo.