Acts 26:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomumasinagoge ose ndaiʋatambudza, ndiciʋaroʋerera kuti ʋamhure Mŋari; ndikanyanya kuʋapeŋgera, ndikaʋatambudza kuȿikira kumaguta ari kure nenyika ino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nguva zhinji ndaibva kune rimwe sinagoge ndichienda kune rimwe ndichiita kuti varangwe, uye ndakaedza kuvamanikidza kuti vamhure Mwari. Noruvengo rwandaiva narwo pamusoro pavo, ndakaenda kunyange kuna mamwe maguta avatorwa kundovatambudza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakavaranga kakawanda mumasinagogu ose uye ndakaedza kuti vashonhe Mwari. Ndaivatambudza ndiine hasha dzisingatauriki kusvika kumaguta okunze kwenyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomumasinagoge ose ndaivatambudza, ndichivaroverera kuti vashonhe Mwari; ndikanyanya kuvapengera, ndikavatambudza kusvikira kumaguta ari kure nenyika ino.
Shona 2009?
Nomumasinagoge ose ndaivatambudza, ndichivaroverera kuti vamhure Mwari; ndikanyanya kuvapengera, ndikavatambudza kusvikira kumaguta ari kure nenyika ino.
Shona SUB 2002 Bible
Nomumasinagoge ose ndaivatambudza, ndichivaroverera kuti vashonhe Mwari; ndikanyanya kuvapengera, ndikavatambudza kusvikira kumaguta ari kure nenyika ino.