Acts 26:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino, mambo, masikati makuru, ndiri munzira, ndikaʋona ciedza caibva kuɗeŋga, caikunda kupenya kwezuʋa, cicindipenyera kumatiʋi ose naʋandaifamba naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nenguva dzinenge dzamasikati, mambo, ndiri mumugwagwa, ndakaona chiedza chakabva kudenga, chaipenya kupfuura zuva, chikavaima chakandipoteredza ini navandaiva navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zuva rava kurova panhongonya, mambo, ndakaona panzira chiedza chakabva kudenga chichipenya kupinda zuva. Chakapenya chakanditenderedza ini navandaifamba navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino, mambo, masikati makuru, ndiri munzira, ndikaona chiedza chaibva kudenga, chaikunda kupenya kwezuva, chichindipenyera kumativi ose navandaifamba navo.
Shona 2009?
zvino, mambo masikati makuru, ndiri munzira, ndikavona chiedza chaibva kudenga, chaikunda kupenya kwezuva, chichindipenyera kumativi ose navandaifamba navo.
Shona SUB 2002 Bible
zvino, mambo, masikati makuru, ndiri munzira, ndikaona chiedza chaibva kudenga, chaikunda kupenya kwezuva, chichindipenyera kumativi ose navandaifamba navo.