Acts 26:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino takati tawira pasi tose, ndikanzwa inzwi riciti kwandiri norurimi rweciHeberu: Sauro! Sauro! unonditambudzireiko? Ɀinokuremera kupfura ɀiɓayiso.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tose takawira pasi, uye ndakanzwa inzwi richiti kwandiri norurumi rwechiHebheru, ‘Sauro, Sauro, unonditambudzireiko? Zvakakuomera iwe kuti ukave zvibayiso.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Patakawira pasi tose ndakanzwa izwi richitaura kwandiri mumutauro wechiHebheru richiti, ‘Sauro Sauro uri kunditambudzirei. Zvinokurwadza kupfanha negumbo shamhu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino takati tawira pasi tose, ndikanzwa izwi richiti kwandiri norurimi rwechiHebheru, ‘Sauro! Sauro! Unonditambudzireiko? Zvinokuremera kupfura zvibayiso.’
Shona 2009?
Zvino takati tawira pasi tose, ndikanzwa izwi richiti kwandiri norurimi rwechiHebheru: Sauro! Sauro! Unonditambudzireiko? Zvinokuremera kupfura zvibayiso.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino takati tawira pasi tose, ndikanzwa izwi richiti kwandiri norurimi rweChiHebheru, ‘Sauro! Sauro! Unonditambudzireiko? Zvinokuremera kupfura zvibayiso.’