Acts 26:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikati: Ndimi aniko, Ishe? Ishe akati: Ndini Jesu, waunotambudza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ipapo ndakati, ‘Ndimi aniko, Ishe?’ “Ishe akapindura akati, ‘Ndini Jesu waunotambudza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakati, ‘Ndimi aniko Tenzi?’ Tenzi akati, ‘Ndini Jesu wauri kutambudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndikati, ‘Ndimi aniko, Ishe?’ Ishe akati, ‘Ndini Jesu, waunotambudza.
Shona 2009?
Ndakati: Ndimi aniko, Ishe akati: Ndini Jesu, waunotambudza.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndikati, ‘Ndimi aniko, Ishe?’ Ishe akati, ‘Ndini Jesu, waunotambudza.