Acts 26:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicakurwira kuʋanhu nokuʋahedeni, ʋandinokutumira kwaʋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakununura kubva kuvanhu vokwako uye kubva kuvaHedheni. Ndiri kukutuma kwavari
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndichikununura kuvanhu nekune vechirudzi vandichakutumira kwavari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichakurwira kuvanhu nokuvahedheni, vandinokutumira kwavari;
Shona 2009?
ndichakurwira kuvanhu nokuvahedheni, vandinokutumira kwavari;
Shona SUB 2002 Bible
ndichakurwira kuvanhu nokuvahedheni, vandinokutumira kwavari;