Acts 26:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo, mambo Agripa handina‐kuramba kuterera ciratidzo cokuɗeŋga;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Saka ipapo, Mambo Agiripa, handina kuramba kuteerera kuchiratidzo chakabva kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Saizvozvo, Mambo Agiripa handairamba kuteerera chiratidzo ichocho chokudenga asi ndakatanga kuzivisa vari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo, mambo Agiripa handina kuramba kuteerera chiratidzo chokudenga;
Shona 2009?
Naizvozvo, mambo Agripa handina kuramba kuteerera chiratidzo chokudenga;
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo, mambo Agiripa handina kuramba kuteerera chiratidzo chokudenga;