Acts 26:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamsoro paiɀoɀi ʋaJuda ʋakandiɓata mutembere, ʋakaidza kundiʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndizvo zvakaita kuti vaJudha vandibate mutemberi uye vaedze kundiuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana paizvozvi vaJudha vakandibata muTemberi vakaedza kundiuraya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamusoro paizvozvi vaJudha vakandibata mutemberi, vakaedza kundiuraya.
Shona 2009?
Pamusoro paizvozvi vaJudha vakandibata mutembere, vakaidza kundivuraya.
Shona SUB 2002 Bible
Pamusoro paizvozvi vaJudha vakandibata mutemberi, vakaedza kundiuraya.