Acts 26:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀokuti Kristu wakafanira kutambudzika, nokutaŋga kumuka kuʋakafa, aparidzire ʋanhu naʋahedeni ciedza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti Kristu achatambudzika, uye, saiye wokutanga kumuka kuvakafa achaparidza chiedza kuvanhu vake uye nokuvaHedheni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti Mesia anofanira kutambudzika achiva iye wokutanga kumuka muvafi achizoparidza nazvo chiedza kuvanhu nokune vechirudzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvokuti Kristu akafanira kutambudzika, nokutanga kumuka kuvakafa, aparidzire vanhu navahedheni chiedza.”
Shona 2009?
zvokuti Kristu wakafanira kutambudzika, uye kuti ave wokutanga kumuka kuvakafa, aparidzire vanhu navahedheni chiedza.
Shona SUB 2002 Bible
zvokuti Kristu akafanira kutambudzika, nokutanga kumuka kuvakafa, aparidzire vanhu navahedheni chiedza.”